Nana na nana
Yeah yeah yeah
Shushunaaa
I never thought
Kuti ndichapinda murudo again, oh
I been here before
But this time zvinenge zviri different
Ufunge ndakamborwadziswa before
Ndakamboperera pamunhu asiriiye
Ndakambo trusta munhu ari wrong
Zvekufunga rega ndizvisiye izvi zverudo
You made me believe, you made me believe
In love again,
Ko wange urikupiko, wange urikupiko
All this time?
Kana uchinge wandisuwa
Chingotarisa pawindow babe
Kana uchinge wandisuwa
Chingotarisa the brighter star
Ndichakuimbira kanziyo kerudo,
Everyday senguva dzino idzi
You made me believe, you made me believe
In love again
Ko wange urikupiko, wange urikupiko
All this time?
Ndange ndafunga kutozvisiya ini,
Zverudo ndange ndatozvi quiter ini
Ipapo ndakabva ndaku meeta ini,
Moyo wange wave mapieces
Zverudo ndisisa believe
Wakautora ukau mender you made me whole
Ndaedza kusasa ndashaya nemanzwi ari bho
You made me believe, you made me believe
In love again
Ko wange urikupiko, wange urikupiko
All this time?